Listen to Oliver Mtukudzi/Wasakara song with lyrics from Oliver Mtukudzi

Oliver Mtukudzi/Wasakara

Oliver Mtukudzi9 Nov 2010

Oliver Mtukudzi/Wasakara Lyrics

Oliver Mtukudzi/Wasakara - Oliver Mtukudzi

Bvuma bvuma iwe

Bvuma bvuma chete

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Bvuma bvuma iwe

Bvuma bvuma chete

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

Imi mai makwegura hamucharugona machembera

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Nemi baba tarirai muone mwana yave mhandara

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

Kuchembera mucherechedzo wenguva yakareba

Kuchembera mucherechedzo wenguva yakareba

Kuchembera ndizvo ndizvo nenguva yakawanda

Kuchembera ndizvo ndizvo nenguva yakawanda

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

Imi mai makwegura hamucharugona machembera

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Nemi baba tarirai muone mwana yave mhandara

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

Chiso kuwunyana mweya imhandara

Kunze kusakara kunaShe kakomana

Chiso kuwunyana mweya imhandara

Kunze kusakara kunaShe kakomana

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

Imi mai makwegura hamucharugona machembera

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Nemi baba tarirai muone mwana yave mhandara

Makura ka musazoramba

Kuchembera chiiko kuchembera

Kuchembera chiiko kuchembera

Chii kuchembera Chiiko kuchembera

 

***Lyrics are from third-parties***

Comments for Oliver Mtukudzi/Wasakara (8)

default user img
Pholoso

yooooohhh!!! the sound of Tuku is just on anther level. i don't know lyrics but trust me the song is communicating ❤❤❤❤❤❤

default user img
mlu

One of my all time favorite song

default user img
George

ilike tuku

default user img
mixology

👌👌♥️

default user img
Tony

Classic

default user img
Manyangatsi DaGuyu Waka Vhimbhani

Classic

default user img
Nyasha Chivengwa

legend

default user img
Oscar Tshangisa Gatyeni

Tuku will always missing you son of African soil