收聽Alick Macheso的Makandidana歌詞歌曲

Makandidana

Alick Macheso, Orchestra Mberikwazvo2006年5月18日

Makandidana 歌詞

 

Makandidana ndikasawuyako kumusha ndisina mari

 

Sagumbuke mhai vanguwe

Dzorai mwoyo

Sagumbuke mhai vanguwe

Zvamuri ndimi nyakubereka wani

Sagumbuke mhai wanguwe

 

Musarovera zamu pamuhacha mai vangu

 

Dzimwe nguva mukati mwana ashaina

 

Zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaaa aaah

 

Dzimwe nguva mukati mwana ashaina

 

Zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaa

 

Dzorai mwoyo

 

Sorry sorry ndazvinzwaaaa

 

Zvamuri ndimi nyakutobora waani

 

Musarovera zamu pamuhacha mai vangu

 

Wakandidana ndikasa cheuka ndisina kunzwaaa sorry sorry umwe wanguwe

 

Wakandi bhipa ndikasakufonera back ndisina mari

 

Usatsamwe chimwe changu we

 

Dzora mwoyo usatsamwe chimwe changu we

 

Usatsamwe usatsamwe usatsamwe chimwe changuwe

 

 

Dzora mwoyo