Listen to Raki song with lyrics from Oliver Mtukudzi

Raki

Oliver Mtukudzi21 Dec 2010

Raki Lyrics

Raki - Oliver Mtukudzi

Varipo varume vanorarama neraki

Iripo mikono inorarama neraki

Isingazive pane anochengeta

Zvichida ariko kumusoro

Anoyambutsa pazambuko

Kukuburitsa murutsva

Agonzvengesa panjodzi

Varipo varume vanorarama neraki raki natari rinkorat

Iripo mikono inorarama neraki raki

Isingazive pane anochengeta raki natari rinkorat

Anoyambutsa pazambuko raki

Kukuburitsa murutsva raki natari rinkorat

Agosvetutsa paminzwa uyo raki

Kukunzvengesa panjodzi raki natari rinkorat

Wozonzwazve raki ndandararama raki ndandararama

Ndinokunzwai raki ndandanzvenga raki ndandanzvenga

Haaa varume vanorarama neraki raki natari rinkorat

Iripo mikono inorarama neraki raki

Isingazive pane muchengeti raki natari rinkorat

Anoyambutsa pazambuko raki

Kukusvetutsa paminzwa raki natari rinkorat

Agonzvengesa panjodzi raki

Ndinokunzwai raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazwe raki ndandanzvenga raki raki ndandanzvenga

Ndinovanzwa raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazve raki ndandapona raki raki ndandapona

Ndivavo varume vanorarama neraki raki natari rinkorat

Iripo mikono inorarama neraki raki

Raki munoriwanepiko raki raki natari rinkorat

Raki munoritorepiko raki raki

Ndinokunzwai raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazwe raki ndandanzvenga raki raki ndandanzvenga

Ndinokunzwai raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazwe raki ndandapona raki raki ndandapona

Raki raki raki

Raki munoriwanepiko raki

Raki munoritorepiko raki

Raki

Raki munoriwanepiko raki

Raki munoriwanepiko raki

Raki

Raki munoriwanepiko raki

Raki munoriwanepiko raki

Raki

Ndinokunzwai raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazwe raki ndandapona raki raki ndandapona

Ndinokunzwai raki ndandararama raki raki ndandararama

Ndozonzwazwe raki ndandanzvenga raki raki ndandanzvenga

Raki raki raki raki

 

***Lyrics are from third-parties***

Comments for Raki (3)

default user img
Phindulo Nedzamba

I wish I could hear more from this man,may his soul continue to rest in peace

default user img
Funkier

🔥😘

default user img
Mikky

legend 💞