Listen to Hatida Hondo song with lyrics from Oliver Mtukudzi

Hatida Hondo

Oliver Mtukudzi21 Dec 2010

Hatida Hondo Lyrics

Hatida Hondo - Oliver Mtukudzi

Ngoromera ingoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Ngoromera ingoromera ona

 

Harina zvarinoshanda

 

Haringabatsire

 

Ngoromera ingoromera wandi

 

Harina zvarinoshanda

 

Haringabatsire

 

Zuva nezuva haritonge matare ngoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera

 

Hachina zvachinoshanda

Hachingabatsire

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

 

Hatidi mhirizhonga

Ngatiwirirane tiwirirane

Hatidi hondo

Mhirizhonga hatidi

Hatidi mhirizhonga

Kutaurirana kuwirirana

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

 

Zuva nezuva haritonge matare ngoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera

Hachina zvachinoshanda

Hachingabatsire

 

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Zuva nezuva haritonge matare ngoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera

 

Hachina zvachinoshanda

Hachingabatsire

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

 

Harina zvarinoshanda

 

Haringabatsire

 

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

 

Hatidi mhirizhonga

Ngatiwirirane tiwirirane

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Mhirizhonga hatidi

Hatidi mhirizhonga

Kutaurirana kuwirirana

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

Zuva nezuva haritonge

Matare ngoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

Zuva nezuva haritonge matare ngoromera

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

 

Hatidi mhirizhonga

Kutaurirana kuwirirana

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

 

Kutaurirana kuwirirana

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

 

Ngatiwirirane tiwirirane

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

 

Kutaurirana kuwirirana

Hatidi hondo

 

Hondo hatidi

Hatidi mhirizhonga

 

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

 

Harina zvarinoshanda

Haringabatsire

 

Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera

 

Hachina zvachinoshanda

 

Hachingabatsire

 

Zuva nezuva haritonge matare gonan'ombe

 

Harina zvarinoshanda

 

 

Haringabatsire

Comments for Hatida Hondo (3)

Mpofu Cosmos
Mpofu Cosmos

hondo hatidi

Normza Notty
Normza Notty

hatidi mirizhonga.

Simba
Simba

*Hatidi Hondo