Listen to Kunze Kwadoka song with lyrics from Oliver Mtukudzi

Kunze Kwadoka

Oliver Mtukudzi9 Nov 2010

Kunze Kwadoka Lyrics

Kunze Kwadoka - Oliver Mtukudzi

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Nhai mwana wanga unani

 

Uripi

 

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Nhai mwana wanga unani

 

Uripi

 

Perekedza mwana

 

Zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Perekedza mwana

 

Perekedza mwana iwe zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Perekedza mwanasikana perekedza sheri iyo

Zuravira kundze kwadoka

 

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Nhai mwana wanga unani

 

Iripi

 

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Nhai mwana wanga unani

 

Uripi

 

Perekedza mwana

 

Perekedza mwana iwe zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Perekedza mwanasikana

Perekedza bhebhi iro zuva ravira

 

Kundze kwadoka

Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko

 

Zuva ravira

 

Kundze kwadoka

Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko

 

Zuva ravira kundze kwadoka

Perekedza mwana

 

Perekedza mwana iwe zuva ravira

 

Kundze kwadoka

Perekedza mwanasikana perekedza mwana uyu

Zuva ravira kundze kwadoka

 

Ndamba kuudzwa yaka onekwa nembonje

 

Zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje

 

Zuva ravira kunze kwadoka

 

Perekedza mwana perekedza mwana iwe

Zuva ravira kundze kwadoka

 

Perekedza mwanasikana perekedza mwana uyu

Zuva ravira kundze kwadoka

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Zuva ravira kundze kwadoka

 

Nhai mwana wanga unani

 

Uripi

 

Zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Nhai mwana wanga uripi

 

Unani

 

Zuva ravira

 

Kundze kwadoka

 

Nhai mwana wanga unani

 

Uripi

 

Zuravira

 

Kunze kwadoka

 

***Lyrics are from third-parties***

Comments for Kunze Kwadoka (3)

default user img
Mthetho Koza

the legend

default user img
Kaygee

very good RIP

default user img
Brian Baneti

I like this one.. 🥁